| literature
titles
Masimba
“Zvino
njumba zvayo yakatungirwa maziso seweso haunzwisisi. Dai wakajekesao pfungwa
seamwe madzimai anosevenza hausaiti sechembere yedhongi kudai.” “Vafana
makabva kuhondo hamuna manyanisi.” “Muswere
wezuva yaingove, ‘Mbuya ndine nzara, mbuya Tendai unorova vamwe,
mbuya hembe yangu yatota, mbuya chino mbuya icho’. Unovaraidza kana
kutaurao nyaya chaidzo wazobvepi.” 2003: 210 x 135;
160
|